Ruka 24:49 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 49 Uye tarirai! ndinokutumirai chiya chakapikirwa naBaba vangu. Asi imi, garai muguta kusvikira mapfeka simba rinobva kumusoro.”+ Johani 15:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Pachasvika mubatsiri wandichakutumirai kubva kuna Baba,+ iwo mudzimu wechokwadi, unobva kuna Baba, iyeye uchandipupurira;+ Johani 16:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Kunyange zvakadaro, ndiri kukuudzai chokwadi, Zvakakunakirai kuti ndiri kuenda. Nokuti kana ndikasaenda, mubatsiri+ haangambouyi kwamuri; asi kana ndikaenda, ndichamutumira kwamuri. Mabasa 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 nokuti chokwadi, Johani akabhabhatidza nemvura, asi imi muchabhabhatidzwa nomudzimu mutsvene+ kusati kwapera mazuva mazhinji pashure peizvi.” Mabasa 2:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 vose vakazadzwa nomudzimu mutsvene,+ vakatanga kutaura nedzimwe ndimi,+ sokupiwa kwavakanga vachiitwa nomudzimu kuti vataure. VaRoma 8:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Saizvozvowo mudzimu+ unotibatsira nokuda kwokushayiwa simba kwedu;+ nokuti hatizivi chinhu chinonetsa chatinofanira kunyengeterera patinofanira kunyengetera,+ asi mudzimu+ unotitetererera nokugomera kusinganzwiki.
49 Uye tarirai! ndinokutumirai chiya chakapikirwa naBaba vangu. Asi imi, garai muguta kusvikira mapfeka simba rinobva kumusoro.”+
26 Pachasvika mubatsiri wandichakutumirai kubva kuna Baba,+ iwo mudzimu wechokwadi, unobva kuna Baba, iyeye uchandipupurira;+
7 Kunyange zvakadaro, ndiri kukuudzai chokwadi, Zvakakunakirai kuti ndiri kuenda. Nokuti kana ndikasaenda, mubatsiri+ haangambouyi kwamuri; asi kana ndikaenda, ndichamutumira kwamuri.
5 nokuti chokwadi, Johani akabhabhatidza nemvura, asi imi muchabhabhatidzwa nomudzimu mutsvene+ kusati kwapera mazuva mazhinji pashure peizvi.”
4 vose vakazadzwa nomudzimu mutsvene,+ vakatanga kutaura nedzimwe ndimi,+ sokupiwa kwavakanga vachiitwa nomudzimu kuti vataure.
26 Saizvozvowo mudzimu+ unotibatsira nokuda kwokushayiwa simba kwedu;+ nokuti hatizivi chinhu chinonetsa chatinofanira kunyengeterera patinofanira kunyengetera,+ asi mudzimu+ unotitetererera nokugomera kusinganzwiki.