Johani 10:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Hapana munhu akautora kwandiri, asi ndinoupa nokuzvidira. Ndine kodzero yokuupa, uye ndine kodzero yokuugamuchirazve.+ Murayiro+ pane izvi ndakaugamuchira kubva kuna Baba vangu.” Johani 12:49 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 49 nokuti handina kutaura zvangu pachangu, asi ivo Baba vakandituma vakandipa murayiro pamusoro pezvandichazivisa nezvandichataura.+ Johani 15:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Kana mukachengeta mirayiro yangu,+ mucharamba muri murudo rwangu, ini zvandakachengeta mirayiro yaBaba+ ndikaramba ndiri murudo rwavo. VaFiripi 2:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Kupfuura izvozvo, paakazviwana ava somunhu,+ akazvininipisa, akateerera kusvikira parufu,+ chokwadi, rufu padanda rokutambudzikira.+ 1 Johani 5:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti kuda+ Mwari kunoreva izvi, kuti tichengete mirayiro yake;+ uye mirayiro yake hairemi,+
18 Hapana munhu akautora kwandiri, asi ndinoupa nokuzvidira. Ndine kodzero yokuupa, uye ndine kodzero yokuugamuchirazve.+ Murayiro+ pane izvi ndakaugamuchira kubva kuna Baba vangu.”
49 nokuti handina kutaura zvangu pachangu, asi ivo Baba vakandituma vakandipa murayiro pamusoro pezvandichazivisa nezvandichataura.+
10 Kana mukachengeta mirayiro yangu,+ mucharamba muri murudo rwangu, ini zvandakachengeta mirayiro yaBaba+ ndikaramba ndiri murudo rwavo.
8 Kupfuura izvozvo, paakazviwana ava somunhu,+ akazvininipisa, akateerera kusvikira parufu,+ chokwadi, rufu padanda rokutambudzikira.+