Mateu 7:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 “Rambai muchikumbira,+ uye muchapiwa; rambai muchitsvaka, uye muchawana; rambai muchigogodza,+ uye muchazarurirwa. Johani 16:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Pazuva iroro+ hamuzombondibvunzi mubvunzo. Chokwadi, chokwadi ndinoti kwamuri, Kana mukakumbira Baba chimwe chinhu+ vachakupai muzita rangu.+
7 “Rambai muchikumbira,+ uye muchapiwa; rambai muchitsvaka, uye muchawana; rambai muchigogodza,+ uye muchazarurirwa.
23 Pazuva iroro+ hamuzombondibvunzi mubvunzo. Chokwadi, chokwadi ndinoti kwamuri, Kana mukakumbira Baba chimwe chinhu+ vachakupai muzita rangu.+