Johani 3:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Zvino kutongwa kunobva pachinhu ichi, kuti chiedza+ chakauya munyika+ asi vanhu vakada rima panzvimbo pechiedza,+ nokuti mabasa avo akanga akaipa. Johani 12:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Naizvozvo Jesu akati kwavari: “Chiedza chichava pakati penyu kwenguva duku. Fambai muchiine chiedza, kuti rima+ rirege kukukundai; uye anofamba murima haazivi kwaari kuenda.+
19 Zvino kutongwa kunobva pachinhu ichi, kuti chiedza+ chakauya munyika+ asi vanhu vakada rima panzvimbo pechiedza,+ nokuti mabasa avo akanga akaipa.
35 Naizvozvo Jesu akati kwavari: “Chiedza chichava pakati penyu kwenguva duku. Fambai muchiine chiedza, kuti rima+ rirege kukukundai; uye anofamba murima haazivi kwaari kuenda.+