Johani 2:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 uye nokuti akanga asina chikonzero chokuti ave nomumwe munhu anopupurira munhu, nokuti aiziva zvakanga zviri mumunhu.+
25 uye nokuti akanga asina chikonzero chokuti ave nomumwe munhu anopupurira munhu, nokuti aiziva zvakanga zviri mumunhu.+