Dhanieri 7:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Akapiwa ushe+ nokukudzwa+ noumambo,+ kuti vanhu, mapoka emarudzi nemitauro vamushumire vose.+ Ushe hwake ushe hunogara nokusingagumi, husingazopfuuri, uye umambo hwake ndohuya husingazoparadzwi.+ Mateu 28:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Jesu akaswedera pedyo, akataura navo, achiti: “Ndakapiwa simba rose+ kudenga nepanyika. 1 VaKorinde 15:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Nokuti anofanira kutonga samambo kusvikira Mwari aisa vavengi vose pasi petsoka dzake.+ VaFiripi 2:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 kuti muzita raJesu mabvi ose apfugame, evaya vari kudenga nevaya vari panyika nevaya vari pasi pevhu,+ VaHebheru 2:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Makaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake.”+ Nokuti iye zvaakaisa zvinhu zvose pasi pake,+ Mwari haana chaakasiya chisiri pasi pake.+ Zvisinei, iye zvino tichigere kuona zvinhu zvose zviri pasi pake;+
14 Akapiwa ushe+ nokukudzwa+ noumambo,+ kuti vanhu, mapoka emarudzi nemitauro vamushumire vose.+ Ushe hwake ushe hunogara nokusingagumi, husingazopfuuri, uye umambo hwake ndohuya husingazoparadzwi.+
10 kuti muzita raJesu mabvi ose apfugame, evaya vari kudenga nevaya vari panyika nevaya vari pasi pevhu,+
8 Makaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake.”+ Nokuti iye zvaakaisa zvinhu zvose pasi pake,+ Mwari haana chaakasiya chisiri pasi pake.+ Zvisinei, iye zvino tichigere kuona zvinhu zvose zviri pasi pake;+