RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 53:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Nokuda kwokunetseka kwomweya wake iye achaona,+ achagutswa.+ Nokuziva kwake munhu akarurama, mushumiri wangu,+ achaita kuti vanhu vakawanda vave vakarurama;+ uye achava nemhosva yokukanganisa kwavo.+

  • Johani 4:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Munhu wose anonwa mvura yandichamupa haazombovizve nenyota,+ asi mvura yandichamupa ichava maari tsime remvura+ inotubuka kuti ipe upenyu husingaperi.”+

  • Johani 6:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Musashandira zvokudya zvinoparara,+ asi zvokudya zvinoramba zviripo nokuda kwoupenyu husingaperi,+ zvamuchapiwa noMwanakomana womunhu; nokuti Baba, iye Mwari, vakaisa paari chisimbiso chavo chokuti atenderwa.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe