Johani 1:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 1 Pakutanga+ Shoko+ rakanga riripo, uye Shoko rakanga riina Mwari,+ uye Shoko rakanga riri mwari.+ Johani 8:58 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 58 Jesu akati kwavari: “Chokwadi, chokwadi ndinoti kwamuri, Abrahamu asati avapo, ini ndaivapo.”+ VaKorose 1:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Iye ndiye mufananidzo+ waMwari asingaoneki,+ dangwe+ rezvisikwa zvose;