RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaRoma 12:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 naizvozvo isu, kunyange tiri vazhinji, tiri muviri mumwe chete+ uri pamwe naKristu, asi somunhu oga tiri nhengo yomumwe nomumwe.+

  • 1 VaKorinde 1:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Zvino ndinokurayirai,+ hama, nezita+ raShe wedu Jesu Kristu kuti imi mose mutaure muchibvumirana,+ uye kuti hapafaniri kuva nokupesana+ pakati penyu, asi kuti munyatsobatanidzwa mupfungwa imwe chete nomukufunga kumwe chete.+

  • VaGaratiya 3:28
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 28 Hapana muJudha kana muGiriki,+ hapana muranda kana munhu akasununguka,+ hapana munhurume kana munhukadzi;+ nokuti imi mose muri munhu mumwe chete pamwe naKristu Jesu.+

  • 1 Johani 1:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Zvisinei, kana tiri kufamba muchiedza iye zvaari muchiedza,+ tinogovana isu pachedu,+ uye ropa+ raJesu Mwanakomana wake rinotichenesa+ pazvivi zvose.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe