Johani 10:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 Asi kana ndiri kuaita, kunyange musinganditendi, tendai mabasa acho,+ kuti musvike pakuziva uye murambe muchiziva kuti Baba vari pamwe neni uye ini ndiri pamwe naBaba.”+ Johani 14:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Hautendi here kuti ndiri pamwe naBaba uye Baba vari pamwe neni?+ Zvinhu zvandinokutaurirai handizvitauri ini pachangu; asi Baba vanoramba vari pamwe neni ndivo vari kuita mabasa avo.+
38 Asi kana ndiri kuaita, kunyange musinganditendi, tendai mabasa acho,+ kuti musvike pakuziva uye murambe muchiziva kuti Baba vari pamwe neni uye ini ndiri pamwe naBaba.”+
10 Hautendi here kuti ndiri pamwe naBaba uye Baba vari pamwe neni?+ Zvinhu zvandinokutaurirai handizvitauri ini pachangu; asi Baba vanoramba vari pamwe neni ndivo vari kuita mabasa avo.+