Johani 17:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 nokuti ndakavapa mashoko amakandipa,+ vakaagamuchira uye chokwadi vakasvika pakuziva kuti ndakauya somumiririri wenyu,+ uye vakatenda kuti makandituma.+
8 nokuti ndakavapa mashoko amakandipa,+ vakaagamuchira uye chokwadi vakasvika pakuziva kuti ndakauya somumiririri wenyu,+ uye vakatenda kuti makandituma.+