Dheuteronomi 32:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti ndichazivisa zita raJehovha.+Ipai Mwari wedu ukuru!+ Mateu 6:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 “Saka, munofanira kunyengetera seizvi:+ “‘Baba vedu vari kumatenga, zita renyu+ ngaritsveneswe.+ Johani 17:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “Ndakaratidza vanhu vamakandipa panyika zita renyu.+ Vakanga vari venyu, mukandipa, uye vakachengeta shoko renyu.
6 “Ndakaratidza vanhu vamakandipa panyika zita renyu.+ Vakanga vari venyu, mukandipa, uye vakachengeta shoko renyu.