Mabasa 23:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Ndakawana kuti anopomerwa pamusoro penyaya dzoMutemo wavo,+ asi asingapomerwi chero chinhu chimwe chete zvacho chakakodzera rufu kana zvisungo.+ Mabasa 26:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Asi zvavakanga vachienda, vakatanga kutaurirana, vachiti: “Munhu uyu haaiti chinhu chakakodzera rufu+ kana kuti zvisungo.”
29 Ndakawana kuti anopomerwa pamusoro penyaya dzoMutemo wavo,+ asi asingapomerwi chero chinhu chimwe chete zvacho chakakodzera rufu kana zvisungo.+
31 Asi zvavakanga vachienda, vakatanga kutaurirana, vachiti: “Munhu uyu haaiti chinhu chakakodzera rufu+ kana kuti zvisungo.”