Mabasa 25:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Asi Pauro paakakwidza mhosva yacho+ kuti achengetwe nokuda kwezvaizosarudzwa naIye Anoremekedzwa, ndakarayira kuti achengetwe kusvikira ndava kuzomutumira kuna Kesari.” Mabasa 26:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Zvakare, Agripa akati kuna Festo: “Munhu uyu angadai asunungurwa kudai anga asina kukwidza mhosva yacho+ kuna Kesari.” Mabasa 28:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Asi vaJudha pavakaramba vachipesana nazvo, ndakagombedzerwa kukwidza mhosva+ yacho kuna Kesari, asi kwete sokunge kuti ndaiva nechimwe chinhu chokupomera rudzi rwangu.
21 Asi Pauro paakakwidza mhosva yacho+ kuti achengetwe nokuda kwezvaizosarudzwa naIye Anoremekedzwa, ndakarayira kuti achengetwe kusvikira ndava kuzomutumira kuna Kesari.”
32 Zvakare, Agripa akati kuna Festo: “Munhu uyu angadai asunungurwa kudai anga asina kukwidza mhosva yacho+ kuna Kesari.”
19 Asi vaJudha pavakaramba vachipesana nazvo, ndakagombedzerwa kukwidza mhosva+ yacho kuna Kesari, asi kwete sokunge kuti ndaiva nechimwe chinhu chokupomera rudzi rwangu.