RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 18:49
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 49 Haiwa Jehovha, ndokusaka ndichakurumbidzai ndiri pakati pemamwe marudzi,+

      Uye ndichaimbira zita renyu.+

  • Isaya 11:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Zvino pazuva iroro+ pachava nomudzi waJese+ unenge wakamira sechiratidzo nokuda kwevanhu.+ Marudzi achaenda kwaari achibvunza,+ uye nzvimbo yake yokuzororera ichakudzwa.+

  • Isaya 52:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 saizvozvo achavhundutsa marudzi mazhinji.+ Madzimambo achamuvharira miromo yawo,+ nokuti achaona zvaasina kumborondedzererwa, uye achafunga zvaakanga asina kumbonzwa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe