Mabasa 19:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Naizvozvo guta rakazara nenyonganyonga, uye vakamhanyira munzvimbo yemitambo nomwoyo mumwe, vakatora nechisimba Gayo naAristako,+ vaMakedhoniya, vaifamba pamwe chete naPauro. Mabasa 20:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Aiperekedzwa naSopata+ mwanakomana waPairasi wokuBheriya, Aristako+ naSekundo vokuTesaronika, naGayo wokuDhebhe, naTimoti,+ naTikiko+ naTrofimo+ vokuruwa rweEzhiya. VaKorose 4:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Aristako+ musungwa pamwe chete neni anokukwazisai, uye Mako+ hama yaBhanabhasi, (wamakarayirwa kuti mumugamuchire+ kana akazouya kwamuri,) anokukwazisaiwo
29 Naizvozvo guta rakazara nenyonganyonga, uye vakamhanyira munzvimbo yemitambo nomwoyo mumwe, vakatora nechisimba Gayo naAristako,+ vaMakedhoniya, vaifamba pamwe chete naPauro.
4 Aiperekedzwa naSopata+ mwanakomana waPairasi wokuBheriya, Aristako+ naSekundo vokuTesaronika, naGayo wokuDhebhe, naTimoti,+ naTikiko+ naTrofimo+ vokuruwa rweEzhiya.
10 Aristako+ musungwa pamwe chete neni anokukwazisai, uye Mako+ hama yaBhanabhasi, (wamakarayirwa kuti mumugamuchire+ kana akazouya kwamuri,) anokukwazisaiwo