Jona 1:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Asi varume vacho vakaedza kukwasva nesimba, kuti vadzose ngarava kunyika yakaoma; asi vakatadza, nokuti gungwa rakaramba richingopengeswa kwazvo nemhepo ine mvura richivadzivisa.+
13 Asi varume vacho vakaedza kukwasva nesimba, kuti vadzose ngarava kunyika yakaoma; asi vakatadza, nokuti gungwa rakaramba richingopengeswa kwazvo nemhepo ine mvura richivadzivisa.+