Mabasa 5:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 akati: “Takakurayirai+ kwazvo kuti murege kuramba muchidzidzisa nezvezita iri, asi tarirai! mazadza Jerusarema nokudzidzisa kwenyu,+ uye makatsunga kuunza ropa+ romunhu uyu pamusoro pedu.”
28 akati: “Takakurayirai+ kwazvo kuti murege kuramba muchidzidzisa nezvezita iri, asi tarirai! mazadza Jerusarema nokudzidzisa kwenyu,+ uye makatsunga kuunza ropa+ romunhu uyu pamusoro pedu.”