VaKorose 1:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 chero bedzi imi muchiramba muri pakutenda,+ makatsiga panheyo+ uye makasimba+ musingabviswi patariro yemashoko akanaka iwayo amakanzwa,+ uye akaparidzirwa+ zvisikwa zvose+ zviri pasi pedenga. Ini Pauro ndakava mushumiri wemashoko akanaka iwaya.+
23 chero bedzi imi muchiramba muri pakutenda,+ makatsiga panheyo+ uye makasimba+ musingabviswi patariro yemashoko akanaka iwayo amakanzwa,+ uye akaparidzirwa+ zvisikwa zvose+ zviri pasi pedenga. Ini Pauro ndakava mushumiri wemashoko akanaka iwaya.+