Genesisi 22:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Chokwadi marudzi ose enyika achazvikomborera nokumwana wako+ nokuti wateerera inzwi rangu.’”+ VaGaratiya 3:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Zvino Rugwaro, ruchifanoona kuti Mwari aizoti vanhu vemamwe marudzi vakarurama nokuda kwokutenda, rwakafanozivisa mashoko akanaka kuna Abrahamu, okuti: “Marudzi ose achakomborerwa nokwauri.”+
8 Zvino Rugwaro, ruchifanoona kuti Mwari aizoti vanhu vemamwe marudzi vakarurama nokuda kwokutenda, rwakafanozivisa mashoko akanaka kuna Abrahamu, okuti: “Marudzi ose achakomborerwa nokwauri.”+