Eksodho 20:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Nokuti mumazuva matanhatu Jehovha akaita matenga nenyika, gungwa nezvinhu zvose zviri mazviri,+ akazorora pazuva rechinomwe.+ Ndokusaka Jehovha akakomborera zuva resabata akariita dzvene.+ Nehemiya 9:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “Ndimi Jehovha moga;+ ndimi makaita matenga,+ iko kumatengatenga, neuto razvo rose,+ nyika+ nezvose zviri mairi,+ makungwa+ nezvose zviri maari;+ uye muri kuzvichengetedza zvose zviri zvipenyu; uye uto+ rokumatenga riri kukukotamirai. Pisarema 146:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Iye muiti wedenga nenyika,+Wegungwa, newezvose zviri mazviri,+Iye anoramba aine chokwadi nokusingagumi,+ Zvakazarurwa 10:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 uye yakapika naIye anorarama+ nokusingaperi-peri,+ akasika denga nezvinhu zviri mariri nenyika+ nezvinhu zviri mairi negungwa nezvinhu zviri mariri,+ ikati: “Hapazovizve nokunonoka;+
11 Nokuti mumazuva matanhatu Jehovha akaita matenga nenyika, gungwa nezvinhu zvose zviri mazviri,+ akazorora pazuva rechinomwe.+ Ndokusaka Jehovha akakomborera zuva resabata akariita dzvene.+
6 “Ndimi Jehovha moga;+ ndimi makaita matenga,+ iko kumatengatenga, neuto razvo rose,+ nyika+ nezvose zviri mairi,+ makungwa+ nezvose zviri maari;+ uye muri kuzvichengetedza zvose zviri zvipenyu; uye uto+ rokumatenga riri kukukotamirai.
6 Iye muiti wedenga nenyika,+Wegungwa, newezvose zviri mazviri,+Iye anoramba aine chokwadi nokusingagumi,+ Zvakazarurwa 10:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 uye yakapika naIye anorarama+ nokusingaperi-peri,+ akasika denga nezvinhu zviri mariri nenyika+ nezvinhu zviri mairi negungwa nezvinhu zviri mariri,+ ikati: “Hapazovizve nokunonoka;+
6 uye yakapika naIye anorarama+ nokusingaperi-peri,+ akasika denga nezvinhu zviri mariri nenyika+ nezvinhu zviri mairi negungwa nezvinhu zviri mariri,+ ikati: “Hapazovizve nokunonoka;+