Mabasa 3:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Mwari waAbrahamu nowaIsaka nowaJakobho,+ Mwari wemadzitateguru edu, akakudza+ Mushumiri+ wake, iye Jesu, uyo wamakaisa+ pamberi paPirato uye mukamuramba, paakanga asarudza kumusunungura.+ VaHebheru 7:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Nokuti mupristi mukuru akadai souyu akanga akatikodzera,+ akavimbika,+ asina mhosva,+ asina kusvibiswa,+ akaparadzaniswa nevatadzi,+ uye akava akakwirira kupfuura matenga.+
13 Mwari waAbrahamu nowaIsaka nowaJakobho,+ Mwari wemadzitateguru edu, akakudza+ Mushumiri+ wake, iye Jesu, uyo wamakaisa+ pamberi paPirato uye mukamuramba, paakanga asarudza kumusunungura.+
26 Nokuti mupristi mukuru akadai souyu akanga akatikodzera,+ akavimbika,+ asina mhosva,+ asina kusvibiswa,+ akaparadzaniswa nevatadzi,+ uye akava akakwirira kupfuura matenga.+