Isaya 53:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Asi Jehovha akafarira kumupwanya;+ akamurwarisa.+ Kana mukagadzirira mweya wake kuti chive chinopiwa chemhosva,+ iye achaona vana vake,+ achawedzera mazuva ake,+ uye zvinofarirwa+ naJehovha zvichabudirira muruoko rwake.+ Ruka 24:44 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 44 Zvino akati kwavari: “Aya ndiwo mashoko angu andakakutaurirai pandakanga ndichiri nemi,+ kuti zvinhu zvose zvakanyorwa mumutemo waMosesi neZvakanyorwa nevaprofita+ nomuMapisarema+ pamusoro pangu zvinofanira kuzadzika.” Mabasa 2:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 munhu uyu, uyo akaiswa kwamuri nechinangwa chakasarudzwa uye nokufanoziva kwaMwari,+ imi makamuisa padanda muchishandisa maoko evanhu vasingateereri mutemo, mukamuuraya.+ 1 Petro 1:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Chokwadi, akafanozivikanwa nyika isati yavambwa,+ asi akaratidzwa pachena pamugumo wenguva dzacho nokuda kwenyu+
10 Asi Jehovha akafarira kumupwanya;+ akamurwarisa.+ Kana mukagadzirira mweya wake kuti chive chinopiwa chemhosva,+ iye achaona vana vake,+ achawedzera mazuva ake,+ uye zvinofarirwa+ naJehovha zvichabudirira muruoko rwake.+
44 Zvino akati kwavari: “Aya ndiwo mashoko angu andakakutaurirai pandakanga ndichiri nemi,+ kuti zvinhu zvose zvakanyorwa mumutemo waMosesi neZvakanyorwa nevaprofita+ nomuMapisarema+ pamusoro pangu zvinofanira kuzadzika.”
23 munhu uyu, uyo akaiswa kwamuri nechinangwa chakasarudzwa uye nokufanoziva kwaMwari,+ imi makamuisa padanda muchishandisa maoko evanhu vasingateereri mutemo, mukamuuraya.+
20 Chokwadi, akafanozivikanwa nyika isati yavambwa,+ asi akaratidzwa pachena pamugumo wenguva dzacho nokuda kwenyu+