Mabasa 4:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 muchitambanudza ruoko rwenyu nokuda kwokuporesa uye zviratidzo nezvishamiso+ zvichiitika nezita+ romushandi+ wenyu mutsvene Jesu.” Mabasa 6:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Zvino Stefani, azere nenyasha nesimba, akanga achiita zvishamiso nezviratidzo+ zvikuru pakati pevanhu. Mabasa 7:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 Murume uyu akavabudisa+ pashure pokuita zvishamiso nezviratidzo muIjipiti+ nomuGungwa Dzvuku+ nomurenje kwemakore makumi mana.+ Mabasa 14:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Naizvozvo vakapedza nguva huru vachitaura noushingi uye vachishandisa simba raJehovha, uyo akapupurira shoko romutsa wake usina kukodzera kuwanwa nokubvumira zviratidzo nezvishamiso kuti zviitike nemaoko avo.+ Mabasa 15:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Vanhu vazhinji vose vakanyarara, vakatanga kuteerera Bhanabhasi naPauro vachirondedzera zviratidzo zvizhinji nezvishamiso zvakanga zvaitwa naMwari achivashandisa pakati pemamwe marudzi.+ VaRoma 15:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 pachishandiswa simba rezviratidzo nezvishamiso,+ uye simba romudzimu mutsvene; zvokuti kubvira muJerusarema kutenderera+ kusvikira kure sokuIririkumu ndakaparidza kwazvo mashoko akanaka pamusoro paKristu.+ 2 VaKorinde 12:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Chokwadi, zviratidzo zvomuapostora+ zvakabudiswa pakati penyu nokutsungirira+ kwose, uye nezviratidzo nezvishamiso nemabasa esimba.+
30 muchitambanudza ruoko rwenyu nokuda kwokuporesa uye zviratidzo nezvishamiso+ zvichiitika nezita+ romushandi+ wenyu mutsvene Jesu.”
8 Zvino Stefani, azere nenyasha nesimba, akanga achiita zvishamiso nezviratidzo+ zvikuru pakati pevanhu.
36 Murume uyu akavabudisa+ pashure pokuita zvishamiso nezviratidzo muIjipiti+ nomuGungwa Dzvuku+ nomurenje kwemakore makumi mana.+
3 Naizvozvo vakapedza nguva huru vachitaura noushingi uye vachishandisa simba raJehovha, uyo akapupurira shoko romutsa wake usina kukodzera kuwanwa nokubvumira zviratidzo nezvishamiso kuti zviitike nemaoko avo.+
12 Vanhu vazhinji vose vakanyarara, vakatanga kuteerera Bhanabhasi naPauro vachirondedzera zviratidzo zvizhinji nezvishamiso zvakanga zvaitwa naMwari achivashandisa pakati pemamwe marudzi.+
19 pachishandiswa simba rezviratidzo nezvishamiso,+ uye simba romudzimu mutsvene; zvokuti kubvira muJerusarema kutenderera+ kusvikira kure sokuIririkumu ndakaparidza kwazvo mashoko akanaka pamusoro paKristu.+
12 Chokwadi, zviratidzo zvomuapostora+ zvakabudiswa pakati penyu nokutsungirira+ kwose, uye nezviratidzo nezvishamiso nemabasa esimba.+