Mateu 27:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Vanhu vose, vachipindura, vakati: “Ropa rake ngariuye patiri nepavana vedu.”+ Mabasa 3:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 asi makauraya Mumiririri Mukuru woupenyu.+ Asi Mwari akamumutsa kubva kuvakafa, isu tiri zvapupu zvechinhu ichi.+
15 asi makauraya Mumiririri Mukuru woupenyu.+ Asi Mwari akamumutsa kubva kuvakafa, isu tiri zvapupu zvechinhu ichi.+