Mabasa 2:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Asi Mwari akamumutsa+ nokusunungura kurwadza kworufu,+ nokuti zvakanga zvisingabviri kuti iye arambe akabatwa zvakasimba narwo.+ Mabasa 13:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Asi Mwari akamumutsa kubva kuvakafa;+
24 Asi Mwari akamumutsa+ nokusunungura kurwadza kworufu,+ nokuti zvakanga zvisingabviri kuti iye arambe akabatwa zvakasimba narwo.+