Mabasa 2:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 munhu uyu, uyo akaiswa kwamuri nechinangwa chakasarudzwa uye nokufanoziva kwaMwari,+ imi makamuisa padanda muchishandisa maoko evanhu vasingateereri mutemo, mukamuuraya.+ Mabasa 10:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Isu tiri zvapupu zvezvinhu zvose zvaakaita munyika yevaJudha nomuJerusarema; asi ivowo vakamuuraya nokumuturika padanda.+ VaGaratiya 3:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Kristu nokutitenga+ akatisunungura+ pakutuka kwoMutemo nokuva akatukwa+ panzvimbo pedu, nokuti zvakanyorwa kuti: “Munhu wose anoturikwa padanda akatukwa.”+ 1 Petro 2:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Iye akatakura zvivi+ zvedu mumuviri wake padanda,+ kuti tirege zvivi+ uye tiraramire kururama. Uye “makaporeswa nemaronda ake.”+
23 munhu uyu, uyo akaiswa kwamuri nechinangwa chakasarudzwa uye nokufanoziva kwaMwari,+ imi makamuisa padanda muchishandisa maoko evanhu vasingateereri mutemo, mukamuuraya.+
39 Isu tiri zvapupu zvezvinhu zvose zvaakaita munyika yevaJudha nomuJerusarema; asi ivowo vakamuuraya nokumuturika padanda.+
13 Kristu nokutitenga+ akatisunungura+ pakutuka kwoMutemo nokuva akatukwa+ panzvimbo pedu, nokuti zvakanyorwa kuti: “Munhu wose anoturikwa padanda akatukwa.”+
24 Iye akatakura zvivi+ zvedu mumuviri wake padanda,+ kuti tirege zvivi+ uye tiraramire kururama. Uye “makaporeswa nemaronda ake.”+