Genesisi 15:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvino akati kuna Abramu: “Chokwadi ziva kuti vana vako vachava vatorwa munyika isiri yavo,+ vachavashandira, uye ivava vachavatambudza kwemakore mazana mana.+ Pisarema 39:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Inzwai munyengetero wangu, haiwa Jehovha,Teererai kuchemera kwangu kubatsirwa.+Musaramba makanyarara muchiona misodzi yangu.+Nokuti ndinongova hangu mutorwa anemi,+Anobva kune imwe nyika sezvakanga zvakaita madzitateguru angu ose.+ 1 Petro 2:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Vadiwa, ndinokurayirai sevatorwa uye vagari venguva duku+ kuti murambe muchirega zvinodiwa nenyama,+ uko kunoramba kuchirwisana nomweya.+
13 Zvino akati kuna Abramu: “Chokwadi ziva kuti vana vako vachava vatorwa munyika isiri yavo,+ vachavashandira, uye ivava vachavatambudza kwemakore mazana mana.+
12 Inzwai munyengetero wangu, haiwa Jehovha,Teererai kuchemera kwangu kubatsirwa.+Musaramba makanyarara muchiona misodzi yangu.+Nokuti ndinongova hangu mutorwa anemi,+Anobva kune imwe nyika sezvakanga zvakaita madzitateguru angu ose.+
11 Vadiwa, ndinokurayirai sevatorwa uye vagari venguva duku+ kuti murambe muchirega zvinodiwa nenyama,+ uko kunoramba kuchirwisana nomweya.+