Genesisi 21:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Abrahamu akadzingisa Isaka mwanakomana wake paakanga ava nemazuva masere, sezvaakanga arayirwa naMwari.+ Revhitiko 12:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Chikanda chepamberi chomwanakomana chichadzingiswa+ pazuva rechisere. Ruka 2:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Zvino mazuva masere+ okuti vamudzingise+ paakanga akwana, akatumidzwa kuti Jesu,+ zita raakatumidzwa nengirozi asati anambwa mudumbu.+
4 Abrahamu akadzingisa Isaka mwanakomana wake paakanga ava nemazuva masere, sezvaakanga arayirwa naMwari.+
21 Zvino mazuva masere+ okuti vamudzingise+ paakanga akwana, akatumidzwa kuti Jesu,+ zita raakatumidzwa nengirozi asati anambwa mudumbu.+