Eksodho 16:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Vanakomana vaIsraeri vakadya mana kwemakore makumi mana,+ kusvikira vasvika kunyika yaigarwa nevanhu.+ Vakadya mana kusvikira vasvika kumuganhu wenyika yeKenani.+ Numeri 14:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Vanakomana venyu vachava vafudzi murenje+ kwemakore makumi mana, uye vachazvidavirira nokuda kwokuita ufeve kwenyu,+ kusvikira zvitunha zvenyu zvaperera murenje.+
35 Vanakomana vaIsraeri vakadya mana kwemakore makumi mana,+ kusvikira vasvika kunyika yaigarwa nevanhu.+ Vakadya mana kusvikira vasvika kumuganhu wenyika yeKenani.+
33 Vanakomana venyu vachava vafudzi murenje+ kwemakore makumi mana, uye vachazvidavirira nokuda kwokuita ufeve kwenyu,+ kusvikira zvitunha zvenyu zvaperera murenje.+