Jeremiya 25:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Nyika ino yose ichava dongo, chinhu chinokatyamadza, uye marudzi aya achashandira mambo weBhabhironi kwemakore makumi manomwe.”’+ Jeremiya 29:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 “Nokuti zvanzi naJehovha, ‘Kana makore makumi manomwe apera muri kuBhabhironi, ndichafunga nezvenyu,+ uye ndichasimbisa shoko rangu rakanaka kwamuri ndichikudzosai kunzvimbo ino.’+ Amosi 5:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Ndichaita kuti mutapwe, muendeswe kupfuura kuDhamasiko,’+ iye ane zita rokuti Jehovha Mwari wemauto adaro.”+
11 Nyika ino yose ichava dongo, chinhu chinokatyamadza, uye marudzi aya achashandira mambo weBhabhironi kwemakore makumi manomwe.”’+
10 “Nokuti zvanzi naJehovha, ‘Kana makore makumi manomwe apera muri kuBhabhironi, ndichafunga nezvenyu,+ uye ndichasimbisa shoko rangu rakanaka kwamuri ndichikudzosai kunzvimbo ino.’+
27 Ndichaita kuti mutapwe, muendeswe kupfuura kuDhamasiko,’+ iye ane zita rokuti Jehovha Mwari wemauto adaro.”+