Revhitiko 26:41 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 41 Asi ini ndichafamba ndichipikisana navo,+ uye ndichatovaendesa kunyika yevavengi vavo.+ “‘Zvichida panguva iyoyo mwoyo yavo isina kudzingiswa+ ichaninipiswa,+ uye panguva iyoyo vacharipa kukanganisa kwavo. Dheuteronomi 10:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Dzingisai mwoyo yenyu,+ musaramba makaomesa mitsipa yenyu.+
41 Asi ini ndichafamba ndichipikisana navo,+ uye ndichatovaendesa kunyika yevavengi vavo.+ “‘Zvichida panguva iyoyo mwoyo yavo isina kudzingiswa+ ichaninipiswa,+ uye panguva iyoyo vacharipa kukanganisa kwavo.