RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 1:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Rune nhamo rudzi runotadza,+ vanhu vakaremerwa nokukanganisa, vana vanoita zvakaipa,+ vanakomana vanoparadza!+ Vakasiya Jehovha,+ havana kuremekedza Mutsvene waIsraeri,+ vakadzokera shure.+

  • Isaya 63:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Asi ivo vakapanduka,+ vakarwadzisa mudzimu wake mutsvene.+ Zvino akachinja akava muvengi+ wavo; iye akavarwisa.+

  • Jeremiya 6:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 “Ndichataura naani ndonyevera, kuti vanzwe? Tarira! Nzeve dzavo hadzina kudzingiswa, zvokuti havakwanisi kuteerera.+ Tarira! Kwavari shoko raJehovha rava kuzvidzwa,+ iro shoko ravasingafariri.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe