Dhanieri 7:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 “Ndakaramba ndakatarira pane zvandakaratidzwa usiku, ndikaona nechekoko! mumwe munhu akafanana nomwanakomana womunhu+ achiuya aine makore+ okumatenga; akasvika kune Akakwegura Pamazuva,+ uye vakamuswededza pamberi pake.+
13 “Ndakaramba ndakatarira pane zvandakaratidzwa usiku, ndikaona nechekoko! mumwe munhu akafanana nomwanakomana womunhu+ achiuya aine makore+ okumatenga; akasvika kune Akakwegura Pamazuva,+ uye vakamuswededza pamberi pake.+