Mateu 10:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Pavanokutambudzai muguta rimwe, tizirai kune rimwe;+ nokuti chokwadi ndinoti kwamuri, Hamungambopedzi kutenderera+ maguta aIsraeri Mwanakomana womunhu asati asvika.+
23 Pavanokutambudzai muguta rimwe, tizirai kune rimwe;+ nokuti chokwadi ndinoti kwamuri, Hamungambopedzi kutenderera+ maguta aIsraeri Mwanakomana womunhu asati asvika.+