Mateu 10:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Naizvozvo akashevedza vadzidzi vake vane gumi nevaviri, akavapa simba pamusoro pemidzimu isina kuchena,+ kuti vaidzinge uye kuti varape hosha dzemarudzi ose noundonda hwemarudzi ose. Mako 6:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Zvino akashevedza vane gumi nevaviri, akatanga kuvatuma vaviri vaviri,+ uye akatanga kuvapa simba pamusoro pemidzimu isina kuchena.+
10 Naizvozvo akashevedza vadzidzi vake vane gumi nevaviri, akavapa simba pamusoro pemidzimu isina kuchena,+ kuti vaidzinge uye kuti varape hosha dzemarudzi ose noundonda hwemarudzi ose.
7 Zvino akashevedza vane gumi nevaviri, akatanga kuvatuma vaviri vaviri,+ uye akatanga kuvapa simba pamusoro pemidzimu isina kuchena.+