VaRoma 10:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Nokuti Rugwaro rwacho runoti: “Hapana anoisa+ kutenda kwake maari achaodzwa mwoyo.”+ VaGaratiya 3:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Asi Rugwaro+ rwakaisa zvinhu zvose muusungwa hwechivi,+ kuti chipikirwa chinobva pakutenda muna Jesu Kristu chipiwe vaya vanotenda.+
22 Asi Rugwaro+ rwakaisa zvinhu zvose muusungwa hwechivi,+ kuti chipikirwa chinobva pakutenda muna Jesu Kristu chipiwe vaya vanotenda.+