Mabasa 18:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Akawana mumwe muJudha ainzi Akwira,+ wokuPontasi akanga achangosvika achibva kuItari,+ nomudzimai wake Prisira, nokuti Kraudhiyo+ akanga arayira vaJudha vose kuti vabve muRoma. Naizvozvo akaenda kwavari
2 Akawana mumwe muJudha ainzi Akwira,+ wokuPontasi akanga achangosvika achibva kuItari,+ nomudzimai wake Prisira, nokuti Kraudhiyo+ akanga arayira vaJudha vose kuti vabve muRoma. Naizvozvo akaenda kwavari