Mabasa 13:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvino muungano yomuAndiyoki maiva nevaprofita+ nevadzidzisi, Bhanabhasi naSimiyone ainzi Nigeri, naRusiyasi+ wokuKurini, naManaeni akadzidza naHerodhi mutongi woruwa, naSauro. 1 Petro 1:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 1 Petro, muapostora+ waJesu Kristu, kuvagari venguva duku+ vakapararira+ muPontasi, Garatiya, Kapadhokiya,+ Ezhiya, neBhitiniya, kune vakasarudzwa+
13 Zvino muungano yomuAndiyoki maiva nevaprofita+ nevadzidzisi, Bhanabhasi naSimiyone ainzi Nigeri, naRusiyasi+ wokuKurini, naManaeni akadzidza naHerodhi mutongi woruwa, naSauro.
1 Petro, muapostora+ waJesu Kristu, kuvagari venguva duku+ vakapararira+ muPontasi, Garatiya, Kapadhokiya,+ Ezhiya, neBhitiniya, kune vakasarudzwa+