RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaRoma 8:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Nokuti, Mutemo+ zvawakanga usingakwanisi kuita chimwe chinhu, zvawakanga usina simba+ nokuda kwenyama, Mwari akapa mhosva chivi chiri munyama, nokutuma kwaakaita Mwanakomana wake+ nokuda kwechivi,+ ari muchimiro chakafanana nenyama inotadza,+

  • VaHebheru 7:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Nokuti Mutemo hauna chinhu chawakaita kuti chive chakakwana,+ asi kuunzwa kwetariro iri nani+ kwakaita kuti zvinhu zvive zvakakwana, iyo yatinoswedera nayo pedyo naMwari.+

  • VaHebheru 10:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Nokuti Mutemo zvauri mumvuri+ wezvinhu zvakanaka zvichauya, asi kwete zvinhu zvacho chaizvo, vanhu havangambogoni kuita kuti vaya vanoswedera pedyo vave vakakwana+ nezvibayiro zvakafanana zvavanogara vachipa gore negore.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe