Isaya 53:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Nokuda kwokunetseka kwomweya wake iye achaona,+ achagutswa.+ Nokuziva kwake munhu akarurama, mushumiri wangu,+ achaita kuti vanhu vakawanda vave vakarurama;+ uye achava nemhosva yokukanganisa kwavo.+ VaRoma 3:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Nokuti tinofunga kuti munhu anonzi akarurama nokuda kwokutenda tisingabatanidzi mabasa omutemo.+ VaRoma 5:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Naizvozvo, kungofanana nokudarika kumwe chete kwakaita kuti vanhu vemarudzi ose vapiwe mhosva,+ saizvozvowo nokuda kwokururamisa kumwe chete,+ vanhu vemarudzi ose+ vanonzi vakarurama nokuda kwoupenyu.+
11 Nokuda kwokunetseka kwomweya wake iye achaona,+ achagutswa.+ Nokuziva kwake munhu akarurama, mushumiri wangu,+ achaita kuti vanhu vakawanda vave vakarurama;+ uye achava nemhosva yokukanganisa kwavo.+
18 Naizvozvo, kungofanana nokudarika kumwe chete kwakaita kuti vanhu vemarudzi ose vapiwe mhosva,+ saizvozvowo nokuda kwokururamisa kumwe chete,+ vanhu vemarudzi ose+ vanonzi vakarurama nokuda kwoupenyu.+