Mateu 10:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 asi, panzvimbo paizvozvo, rambai muchienda kumakwai akarasika eimba yaIsraeri.+ Mabasa 3:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Pashure pokukumutsirai Mushandi wake, Mwari akatanga+ kumutuma kwamuri kuti akukomborerei nokuita kuti mumwe nomumwe abve pamabasa enyu akaipa.” VaRoma 1:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Nokuti handinyari+ nemashoko akanaka; iwo chokwadi, isimba raMwari+ rinoponesa kumunhu wose anotenda,+ kutanga, kumuJudha+ uyewo kumuGiriki;+
26 Pashure pokukumutsirai Mushandi wake, Mwari akatanga+ kumutuma kwamuri kuti akukomborerei nokuita kuti mumwe nomumwe abve pamabasa enyu akaipa.”
16 Nokuti handinyari+ nemashoko akanaka; iwo chokwadi, isimba raMwari+ rinoponesa kumunhu wose anotenda,+ kutanga, kumuJudha+ uyewo kumuGiriki;+