Isaya 49:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Iye akati: “Chave chiri chinhu chikuru kwazvo kuti iwe uve mushumiri wangu, kuti umutse madzinza aJakobho uye kuti udzose vakachengetedzwa vaIsraeri;+ ndakuitawo kuti uve chiedza chemamwe marudzi,+ kuti ruponeso rwangu rusvike kumugumo wenyika.”+ Mabasa 1:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 asi muchagamuchira simba+ kana mudzimu mutsvene wasvika pamuri, uye muchava zvapupu+ zvangu muJerusarema+ nomuJudhiya mose nomuSamariya+ uye kusvikira kurutivi ruri kure kwazvo rwenyika.”+
6 Iye akati: “Chave chiri chinhu chikuru kwazvo kuti iwe uve mushumiri wangu, kuti umutse madzinza aJakobho uye kuti udzose vakachengetedzwa vaIsraeri;+ ndakuitawo kuti uve chiedza chemamwe marudzi,+ kuti ruponeso rwangu rusvike kumugumo wenyika.”+
8 asi muchagamuchira simba+ kana mudzimu mutsvene wasvika pamuri, uye muchava zvapupu+ zvangu muJerusarema+ nomuJudhiya mose nomuSamariya+ uye kusvikira kurutivi ruri kure kwazvo rwenyika.”+