Mabasa 12:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Vanhu vakanga vakaungana vakatangawo kushevedzera vachiti: “Inzwi ramwari, kwete romunhu!”+ Mabasa 28:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Asi vaitarisira kuti aizozvimba kana kuti aizongoerekana awira pasi ofa. Pashure pokunge vamira kwenguva refu, vakasaona chinhu chinokuvadza chichiitika kwaari, vakachinja pfungwa dzavo, vakatanga kuti aiva mwari.+
6 Asi vaitarisira kuti aizozvimba kana kuti aizongoerekana awira pasi ofa. Pashure pokunge vamira kwenguva refu, vakasaona chinhu chinokuvadza chichiitika kwaari, vakachinja pfungwa dzavo, vakatanga kuti aiva mwari.+