Mabasa 11:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Paakasvika, akaona mutsa usina kukodzera kuwanwa+ waMwari, akafara,+ akatanga kuvakurudzira vose kuti varambe vari munaShe nokutsunga kwomwoyo;+
23 Paakasvika, akaona mutsa usina kukodzera kuwanwa+ waMwari, akafara,+ akatanga kuvakurudzira vose kuti varambe vari munaShe nokutsunga kwomwoyo;+