Mateu 10:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 Munhu wose asingagamuchiri danda rake rokutambudzikira akanditevera haana kukodzera ini.+ Johani 15:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Kudai maiva venyika, nyika yaizoda zviri zvayo.+ Zvino nokuti hamusi venyika,+ asi ndakakusarudzai munyika, nokuda kweizvi nyika inokuvengai.+ VaRoma 8:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Zvino, kana tiri vana, tiri vagari venhakawo: chokwadi vagari venhaka vaMwari, asi vagari venhaka+ pamwe chete naKristu, chero bedzi tichitambura+ pamwe chete kuti tikudzwe pamwe chete.+ 1 VaTesaronika 3:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Chokwadi, pataivawo nemi, taiwanzokuudzai zvisati zvaitika+ kuti taifanira kutambudzika,+ sokuitikawo kwazvakaita uye sokuziva kwamunoita.+
19 Kudai maiva venyika, nyika yaizoda zviri zvayo.+ Zvino nokuti hamusi venyika,+ asi ndakakusarudzai munyika, nokuda kweizvi nyika inokuvengai.+
17 Zvino, kana tiri vana, tiri vagari venhakawo: chokwadi vagari venhaka vaMwari, asi vagari venhaka+ pamwe chete naKristu, chero bedzi tichitambura+ pamwe chete kuti tikudzwe pamwe chete.+
4 Chokwadi, pataivawo nemi, taiwanzokuudzai zvisati zvaitika+ kuti taifanira kutambudzika,+ sokuitikawo kwazvakaita uye sokuziva kwamunoita.+