RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ruka 24:44
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 44 Zvino akati kwavari: “Aya ndiwo mashoko angu andakakutaurirai pandakanga ndichiri nemi,+ kuti zvinhu zvose zvakanyorwa mumutemo waMosesi neZvakanyorwa nevaprofita+ nomuMapisarema+ pamusoro pangu zvinofanira kuzadzika.”

  • Johani 19:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Jesu akamupindura kuti: “Waisazombova nesimba pandiri kudai usina kuripiwa kubva kumusoro.+ Ndokusaka munhu andigamuchidza kwauri aine chivi chikuru kwazvo.”

  • Mabasa 4:28
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 28 kuti vaite zvinhu zvakafanosarudzwa noruoko rwenyu uye nokuronga kwenyu kuti zviitike.+

  • 1 Petro 1:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Chokwadi, akafanozivikanwa nyika isati yavambwa,+ asi akaratidzwa pachena pamugumo wenguva dzacho nokuda kwenyu+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe