RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ruka 23:33
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 33 Pavakasvika panzvimbo inonzi Dehenya,+ vakamuroverera ipapo pamwe chete nevanhu vacho vaiita zvakaipa, mumwe kurudyi rwake uye mumwe kuruboshwe rwake.+

  • Mabasa 5:30
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 30 Mwari wemadzitateguru edu akamutsa+ Jesu, wamakauraya, muchimuturika padanda.+

  • Mabasa 7:52
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 52 Ndoupi pavaprofita asina kutambudzwa nemadzitateguru enyu?+ Chokwadi, vakauraya+ vaya vakafanozivisa pamusoro pokuuya kwaIye akarurama,+ uyo imi mazova vatengesi nevapondi vake zvino,+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe