Pisarema 16:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Nokuti hamuzosiyi mweya wangu muSheori.+Hamuzobvumiri akavimbika wenyu kuti aone gomba.+ Ruka 24:46 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 46 akati kwavari: “Saizvozvo zvakanyorwa kuti Kristu aizotambura omuka kubva kuvakafa pazuva rechitatu,+
46 akati kwavari: “Saizvozvo zvakanyorwa kuti Kristu aizotambura omuka kubva kuvakafa pazuva rechitatu,+