1 Madzimambo 2:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Dhavhidhi akabva arara nemadzitateguru ake,+ akavigwa muGuta raDhavhidhi.+ Mabasa 13:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 Nokuti Dhavhidhiwo,+ akaita kuda kwakajekeswa kwaMwari muchizvarwa chake uye akarara murufu, akavigwa nemadzitateguru ake, akaona kuora.+
36 Nokuti Dhavhidhiwo,+ akaita kuda kwakajekeswa kwaMwari muchizvarwa chake uye akarara murufu, akavigwa nemadzitateguru ake, akaona kuora.+